Find by tag

Havachina basa nesu

Vanhu havachina basa nenherera .zuro ndakapedzisira ndozvitengera doro imagine

Corruption yemapurisa yakanyanyisa

> So happy to realize kuti mumuviri medu mune masoja πŸ‘¨πŸ‘¨πŸ‘¨β€πŸŽ¨πŸ‘©πŸ»πŸ‘©πŸ»πŸ‘©πŸ»β€πŸŽ¨ anodzivirira .
> Imagine dai mune mapurisa πŸ‘¨πŸ‘¨πŸ‘¨β€βœˆπŸ‘©πŸ»πŸ‘©πŸ»πŸ‘©πŸ»πŸ‘©πŸ»πŸ‘©πŸ»πŸ‘©πŸ»β€βœˆ necorruption yavanayo , sadza raizosvika mudumbu risisina nyama !
> πŸ€“πŸ€“πŸ€“πŸ€“πŸ€“πŸ€“
> Usazoudze police unondisungisa handisini ndadaro
πŸ€­πŸ€—πŸ™ŒπŸ˜…

Kuramba wakatarisa zizi

Nezuro ndakaramba ndakatarisa ziziπŸ¦‰ raiva mumuti kusvika rati"Yuhwiiiii nhai John asi zvirikuoneka kuti ndini mbuya Puro"🀣🀣🀣

Kugeza waka dhakwa...

Eish nyaya dzekugeza wakadhakwa idzi ma1, ndanga ndichitoshaya kuti sei sipo isiri kupupumawo izvo ndirikugeza nefoni 😭😭😭😭

Mucharega rini kumwa doro?

Mukadzi: "ko mucharega riini kunwa doro"
Murume: " mubvunzo iyowo unotomboda 1 quart"πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„

DNA Test yerudo

Dai kwaiva neDNA test yerudo tainzwirira The alleged boyfriend is excluded as the true boyfriend. MuChiShona tiri kuti mukoma vari kutenga lunch, airtime, nekurukisa musoro nekutenga magifts hamusirimi muridzi wemusikana uyu. Hapana kana chenyu chiri kuwanikwa mumoyo memusikana uyu. Chenyu chinowanikwa paari imari yenyu yakamutora moyo πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

masasi ekupenga - mishonga yawandisa!!!

vaccine + depo + savanna + ARVs haaa umwe gore rino haatadzi kupenga
🀏🏽😎

Mukadzi ngaa chene...

Mukadzi ngaachene zvekuti kana pari pama family gatherings anonzi ngaagadzire masalads kwete kusviniswa matumbu 😜πŸ€ͺ

Masasi ekupenga - covid-19 vaccine

Nhai ichokwadi here kuti kana usina kubaiwa vaccine haupinde mujeri

Masasi ekupenga - kuita mari

Pamuchaita Mari muchaziva kuti weekend haisi yekuwacha hembe

Chitima cheZupco - kubvisa Honda Fit

Wobvisa maHondafit a2010 wodzosa chitima cha1952πŸ€·πŸΎβ€β™‚οΈ

Vision 2030

Nyeredzi yembama inonzi chii?

Nhaimi vanhu vakaita geography, nyeredzi yaunoona kana wapihwa mbama inonzi chii?

Vara rekuti Mufushwa rinobvepi kkkk

Varungu vaibika muriwo voomesa voti its for Future..... Hameno kuti iwe nambuya vako zvekuti mufushwa makazviwanepi

Chitima cheZupco - Chitungwiza

Kuchitungwiza vapihwa train hanzi njanji munozvionera mega

Vana variku rovana...

πŸ‘©πŸΎβ€πŸ¦°Babe vana varikurovana
πŸ‘¨πŸΎβ€πŸ¦°ndevapi varikurovana?
πŸ‘©πŸΎβ€πŸ¦°ndewangu newako varikurova weduπŸ€£πŸ˜‹

Get nyambo in your inbox!